1
Mapisarema 12:6
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Mashoko aJehova mashoko akacena; Sesirveri yakaidzwa muɓisiro panyika, Yakanatswa kanomŋe.
Compare
Explore Mapisarema 12:6
2
Mapisarema 12:7
Mucaʋaceŋgeta, Jehova, Mucaʋaceŋgeta parudzi urwu nokusiŋgaperi.
Explore Mapisarema 12:7
3
Mapisarema 12:5
Nokuɗa kwokumanikidzwa kwaʋarombo, nokugomera kwaʋanoshaiwa, Ndicamuka ɀino nokuɗa kwaiɀoɀo: ndiɀo ɀinotaura Jehova; Ndicamuisa pakasimba ipo paanoshuʋa.
Explore Mapisarema 12:5