Mapisarema 12:5
Mapisarema 12:5 SUB1949
Nokuɗa kwokumanikidzwa kwaʋarombo, nokugomera kwaʋanoshaiwa, Ndicamuka ɀino nokuɗa kwaiɀoɀo: ndiɀo ɀinotaura Jehova; Ndicamuisa pakasimba ipo paanoshuʋa.