Ekisodho 20:9-10

Ekisodho 20:9-10 SUB

Ubate mazuva matanhatu, uite mabasa ako ose; asi zuva rechinomwe iSabata raJehovha Mwari wako; usatongobata mabasa naro, iwe, kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, kana muranda wako, kana murandakadzi wako, kana zvipfuwo zvako, kana mweni wako ari mukati mamasuwo ako,

อ่าน Ekisodho 20

แผนการอ่าน และบทใคร่ครวญประจำวัน ตามหัวข้อ Ekisodho 20:9-10 ฟรี