1
Revhitiko 20:13
Shona BIBLE
SUB
Kana munhu akavata nomurume sezvinoitwa nazvo nomukadzi, zvirokwazvo vose vari vaviri vakaita zvinonyangadza, vose vanofanira kuurayiwa; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo.
เปรียบเทียบ
สำรวจ Revhitiko 20:13
2
Revhitiko 20:7
Naizvozvo zvitsaurei, muve vatsvene; nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
สำรวจ Revhitiko 20:7
3
Revhitiko 20:26
Munofanira kuva vatsvene kwandiri; nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ndakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi, kuti muve vangu.
สำรวจ Revhitiko 20:26
4
Revhitiko 20:8
Munofanira kuchengeta mitemo yangu, nokuiita; ndini Jehovha unokutsaurai.
สำรวจ Revhitiko 20:8