1
Revhitiko 19:18
Shona BIBLE
SUB
Usatsiva, kana kugara wakatsamwira vana vavanhu vokwako, asi unofanira kuda wokwako sezvaunozvida iwe; ndini Jehovha.
เปรียบเทียบ
สำรวจ Revhitiko 19:18
2
Revhitiko 19:28
Musazvicheka miviri yenyu nokuda kwavakafa, kana kuzvitema nyora; ndini Jehovha.
สำรวจ Revhitiko 19:28
3
Revhitiko 19:2
“Taura neungano yose yavana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Ivai vatsvene, nokuti ini Jehovha Mwari wenyu ndiri mutsvene.
สำรวจ Revhitiko 19:2
4
Revhitiko 19:17
“Usavenga hama yako mumwoyo mako; unofanira kuraira wokwako kwazvo, kuti urege kuva nezvivi nokuda kwake.
สำรวจ Revhitiko 19:17
5
Revhitiko 19:31
“Musaenda kunobvunzira kumasvikiro nokuvauki; musavatsvaka, kuti murege kusvibiswa navo; ndini Jehovha Mwari wenyu.
สำรวจ Revhitiko 19:31
6
Revhitiko 19:16
Usafamba–famba pakati pavanhu vokwako, uchivachera; usapupurira ropa rowokwako; ndini Jehovha.
สำรวจ Revhitiko 19:16