Revhitiko 20:13
Revhitiko 20:13 SUB
Kana munhu akavata nomurume sezvinoitwa nazvo nomukadzi, zvirokwazvo vose vari vaviri vakaita zvinonyangadza, vose vanofanira kuurayiwa; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo.