VaEfesoSample
About this Plan

Tsamba yaPauro kuVaEfeso iratidziro inokatyamadza pamusoro peyananiso, kubatana, nyasha, uye donzvo raMwari kuvanhu. Mazuva ekutanga kusvika kumatatu eurongwa hwekuverenga uhwu anoratidza zvese zvakaitirwa vatendi naMwari kwese kwese, uye mazuva mana kusvika kumatanhatu anoburitsa pachena kuti takadaidzwa sei kurarama maererano nekunaka kunoshamisa kwaMwari. Chirongwa chino chakagadzirwa neYouVersion.
More