1
Mabasa 17:27
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
kuti vatsvake Mwari, zvimwe vamutsvangadzire, vamuwane, kunyange asiri kure nomumwe nomumwe wedu.
مقایسه
Mabasa 17:27 را جستجو کنید
2
Mabasa 17:26
akaita marudzi ose avanhu, achibva kunomumwechete, kuti agare pose panyika; ambotara nguva dzavakatemerwa, nemiganhu yokugara kwavo
Mabasa 17:26 را جستجو کنید
3
Mabasa 17:24
Mwari akasika nyika nezvose zviri mairi, iye Tenzi wedenga napasi, haagari mutemberi dzakaitwa namaoko.
Mabasa 17:24 را جستجو کنید
4
Mabasa 17:31
Nokuti akatara zuva, raachatonga nyika naro nokururama, nomurume waakagadza; akasimbisa shoko iro kuna vose, pakumumutsa kuvakafa.”
Mabasa 17:31 را جستجو کنید
5
Mabasa 17:29
“Zvatiri rudzi rwaMwari, hatifaniri kuti uMwari hwakafanana nendarama, kana sirivha, kana ibwe, zvakavezwa noumhizha kana nokuchenjera kwomunhu.
Mabasa 17:29 را جستجو کنید