Mateo 8
8
Jesu Anoporesa Munhu ano Mabobo
(Mariko 1:40-45; Ruka 5:12-16)
1Paadoburuka kubva mugomo, gurusvusvu rikuru ridomutevera. 2Pakarepo munhu anomabobo adouya kwaari ndokupfugama pamberi pache achiti, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.”
3Iye adotambanudza ruoko rache ndokumubata. Achiti kwaari, “Ndinoda, chinatsiwa.” Pakarepo mabobo yache yadobva yanatsiwa. 4Jesu adoti kwaari, “Ona kuti hapanai munhu wawanyepa chinhu, asi enda kozvinangidza kumuphirisita, wopereka chipo chidoraihwa naMozisi, chive upfakazi kuvanhu.”
Jesu Anoporesa Muranda woMukuru woZana
(Ruka 7:1-10)
5Paanga achipinda muKaperenaume, mukuru wozana romauto adouya kumberi kwache, achimuteterera 6achiti, “Ishe, muranda wangu adoenzera kumba ari kunetseka nonhengo idotonhora.”
7Zvino adoti kwaari, “Ndichauya kudzomuporesa.”
8Asi mukuru wozana romauto adomupindura achiti, “Ishe, ndinokodzeraba kuti muuye mumba mangu. Asi ndonyairai shoko basi, muranda wangu anopora. 9Ndava ndiri munhu anomasimba, ndino mauto yari pasi pangu. Ndinoti kunoumwe, ‘Enda kwakati!’ Iye woenda, ndoti kuno umwe, ‘Uya kuno!’ Iye wouya, ndinoti kumuranda wangu, ita chakati!’ Iye woita.”
10Jesu paadomunzva, adoshamisika ndokuti kuno vanhu vaimutevera, “Chokwadi ndinoti kwamuri, handinai kuona kutenda kudodai kunyange pakati povaIzirairi. 11Ndinokunyepai, vazinji vachabva kumabvazuva nokumadokero vachigara patafura naAbhurahamu, Isaki, naJakobho muumambo hwokudenga, 12asi vanhu voumambo vachakhandihwa murima rokunze, mavacharira vachigedageda meno yavo.” 13Kumukuru wozana Jesu adoti, “Enda mbazviitike kwauri sekutenda kwawaita.”
Muranda wache achibva waporerafuti pakarepo.
Jesu Anoporesa Vazinji
(Mariko 1:29-34; Ruka 4:38-41)
14Jesu paadopinda mumba maPita, adoona amezvara vache vadoenzera vachihwara nomuviri. 15Adovabata ruoko, muviri uchibva wapora, vadosumuka pakarepo ndokumutenairira.
16Mauro yakareyo, vadouya kwaari novazinji vanga vadogahwa nomashave. Iye ndokudzinga mweya yakareyo noshoko nokuporesa vese vaihwara. 17Uku kwanga kuri kuzazisa zvidorehwa namuporofiti Isaya, “Adobisa hodza dzedu ndokutakura matenda yedu.”
Vanoda Kuva Vateveri vaJesu
(Ruka 9:57-62)
18Zvino Jesu paadoona gurusvusvu rikuru rovanhu ridomupoteredza, adoraira vadzidzi kuti vaende kumhiri kurimwe divi. 19Ipopo munyori adouya ndokuti kwaari, “Mudzidzisi, ndichakuteverai kwese kwamunoenda.”
20Zvino Jesu adoti kwaari, “Makava yanomisina, notushiri tokudenga tunousanza, asi Mwanakomana woMunhu haanai pokutsamidza musoro wache.”
21Umwe wovadzidzi adoti kwaari, “Ishe rekai ndithange ndaenda kovikha baba vangu.”
22Asi Jesu adoti kwaari, “Nditevere, siya vadopfa vavikhe vadopfa vavo.”
Jesu Anodekhadza Duthu
(Mariko 4:35-41; Ruka 8:22-25)
23Zvino paadopinda mukamwadiya, vadzidzi vache vadomutevera. 24Pakarepo duthu rikuru ridomuka pagungwa, zvokuti kamwadiya kanga kaakunyudziwa nomapfeni yomvura. Asi iye wanga adoenzera. 25Vadoenda komumutsa vachiti, “Tiponesei Ishe, taakunyura!”
26Iye adoti kwavari, “Munochireiko imi vokutenda kudiki?” Ipopo adosumuka ndokudzuma duthu nomapfeni yogungwa, ndokubva zvarosa nokudekhara.
27Varume vadoshamisika. Ndokunyairirana vachiti, “Anga munhu wakareyu mbani? Anototetekehwa noduthu nogungwa!”
Jesu Anoporesa Varume Vairi vano Mashave
(Mariko 5:1-20; Ruka 8:26-39)
28Jesu paadosvika kumhiri kunyika yovaGarasa, adokumana novairi vanga vadopotehwa nomashave vachibva mumakuwa. Vaichisa zvokuti hapanai waipinda nonzira yakareyo. 29Pakarepo ivo, vadodaidzira vachiti, “Munei nesu, Mwanakomana waMwari? Matouya kotidzudza nguwa isinati yasvika nai?”
30Zvino boka rohumba dzizinji ranga richifura padotaramukana nopakarepo. 31Mashave yadomuteterera, “Kana matidzinga, tiendesei kuboka rohumba.”
32Iye adoti kwayari, “Endai.” Saka yadobirika yachipinda muhumba, ipopo boka rese ridotizirana kumapiripiri richichudumukira mugungwa, richimwira nhondwa.
33Anyakabusa vadotiza, vachipinda muguta, ndokutaura zvese, nozvidoitika kuno vanga vanomashave. 34Pakarepo guta rese ridobirika kokumana naJesu, pavadomuona, vadomuteterera kuti abirike mudunhu ravo.
Currently Selected:
Mateo 8: KBT
Highlight
Share
Copy

Want to have your highlights saved across all your devices? Sign up or sign in
The Word for The World International

: