YouVersion Logo
Search Icon

Mateo 22:37-39

Mateo 22:37-39 KBT

Futi adoti kwaari, “‘Unofanira kuda Ishe Mwari wako nomwoyo wako wese, nomweya wako wese, nokufunga kwako kwese.’ Wakareyu ndiwo murairo mukuru nowokuthanga. Wochipiri udofanana naiwoyu nguyu, ‘Unofanira kuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita.’