Zvakazarurwa 12:5-6
Zvakazarurwa 12:5-6 SUB
Akazvara mwana womukomana, anozofudza marudzi ose netsvimbo yedare; mwana wake ndokutorwa kuna Mwari, nokuchigaro chake choushe. Mukadzi akatizira kurenje, paakagadzirirwa nzvimbo naMwari, kuti vamuchengetepo mazuva ane chiuru china mazana maviri namakumi matanhatu.





