Zvakazarurwa 12:17
Zvakazarurwa 12:17 SUB
Zvino shato yakatsamwira mukadzi ikaenda kundorwa navamwe vana vake, vanochengeta mirairo yaMwari, navanobata kupupura kwaJesu.