Zvakazarurwa 12:1-2
Zvakazarurwa 12:1-2 SUB
Zvino kudenga kwakaonekwa chiratidzo chikuru ichi: Mukadzi, akanga akapfeka zuva, mwedzi uri pasi petsoka dzake, napamusoro wake korona ine nyenyedzi dzine gumi nembiri; iye akanga ane mimba, akadanidzira pakupona kwake, achitambudzika pakuzvara.





