YouVersion Logo
Search Icon

Mako 4:26-27

Mako 4:26-27 SUB

Zvino akati, “Ushe hwaMwari hwakafanana nomunhu anodyara mbeu muvhu, akavata, akamuka, usiku namasikati; mbeu inomera, ichikura, iye asingazivi kuti zvinoitika sei;

Free Reading Plans and Devotionals related to Mako 4:26-27