Bible App logo
Search Icon

Jeremiya 45:3-4

Jeremiya 45:3-4 SUB

iwe wakati, ‘Ndine nhamo zvino, nokuti Jehovha akawedzera kuchema pakurwadziwa kwangu; ndaneta nokugomera kwangu, ndinoshaiwa zororo.’ “Zvino chiti, kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, tarira, chandakavaka ndichachikoromorazve, chandakasima ndichachidzurazve; ndizvo zvandichaitira nyika yose.’

Video for Jeremiya 45:3-4