Bible App logo
Search Icon

Jeremiya 31:33-34

Jeremiya 31:33-34 SUB

Asi heyi sungano yandichaita neimba yaIsiraeri shure kwamazuva iwayo, ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘Ndichaisa murairo wangu mukati mavo, ndichaunyora pamwoyo yavo; ini ndichava Mwari wavo, ivo vachava vanhu vangu.’ Havangazodzidzisani, mumwe nomumwe nowokwake, mumwe nomumwe nehama yake, achiti, ‘Ziva Jehovha; nokuti vachandiziva vose, kubva kuvaduku pakati pavo, kusvikira kuvakuru pakati pavo, ndizvo zvinotaura Jehovha; nokuti ndichakanganwira kuipa kwavo, nezvivi zvavo handingazozvirangariri.’

Free Reading Plans and Devotionals related to Jeremiya 31:33-34