1 Johani 1:5-6
1 Johani 1:5-6 SUB
Heyi mharidzo yatakanzwa kwaari, yatinokuparidziraiwo, kuti Mwari chiedza, hamuna rima maari. Kana tichiti, tinoyanana naye, tichifamba murima, tinoreva nhema, hatiite chokwadi;