Mapisarema 142:3
Mapisarema 142:3 BDSC
Mweya wangu paunoziya mandiri, imi ndimi munoziva nzira yangu. Munzira mandinofamba, vanhu vakandivanzira misungo.