Zvirevo 4:18
Zvirevo 4:18 BDSC
Nzira yavakarurama yakafanana nechiedza chamambakwedza, chinoramba chichiwedzera kubwinya kusvikira pachiedza chamasikati makuru.