YouVersion Logo
Search Icon

Mateo 14:18-19

Mateo 14:18-19 BDSC

Akati, “Uyai nazvo kuno kwandiri.” Uye akarayira kuti vanhu vagare pasi pauswa. Akatora zvingwa zvishanu nehove dziya mbiri akatarira kudenga akavonga, akazviropafadza uye akazvimedura. Ipapo akazvipa kuvadzidzi, vadzidzi vakapa vanhu.

Free Reading Plans and Devotionals related to Mateo 14:18-19