YouVersion Logo
Search Icon

Isaya 31:2

Isaya 31:2 BDSC

Kunyange zvakadaro naiyewo akachenjera uye anogona kuuyisa njodzi; haangadzosi mashoko ake. Iye achamukira imba yavakaipa, naavo vanobatsira vanoita zvakaipa.

Free Reading Plans and Devotionals related to Isaya 31:2