Jobhu 25:5-6
Jobhu 25:5-6 SCLB
Inga wani kwaari kunyange mwedzi zvawo haupenyi kana nyenyedzi kwaari hadzina kuchena. Ko kutozotiwo munhu, honye zvake, munhu chidukutse zvacho.”