Jobhu 17:11-12
Jobhu 17:11-12 SCLB
“Mazuva angu apfuura, zvandaifunga kuita zvakapera, zvandaida kuita zvacho zvaparara. Usiku vanohuti masikati, chiedza vachichiti chakaita serima.