2 Nhoroondo 20:4
2 Nhoroondo 20:4 SCLBD
VokwaJudha vakaunganidzana kutsvaka kubatsirwa naTenzi. Vakakotonoka mumaguta ose okwaJudha kuzotsvaka kubatsirwa naTenzi.