2 Nhoroondo 20:3
2 Nhoroondo 20:3 SCLBD
Jehoshafati akapindwa nokutya akazvipira kutsvaka Tenzi, akatumira chirevo chokuti vanhu vatsanye munyika yose yaJudha.