YouVersion Logo
Search Icon

Nziyo 58:1-2

Nziyo 58:1-2 SCLBC

Imi madzishe zvamunotema zvine ruenzaniso here? Munotonga vanhu zviri pamutsetse here? Kwete, imi mumwoyo menyu munoronga zvisina kunaka; munoita utsinye panyika namaoko enyu.

Related Videos