YouVersion Logo
Search Icon

Tsumo 4:18-19

Tsumo 4:18-19 SCLBC

Gwara ravarurami rakaita samambakwedza anoramba achingochena kusvikira ava masikati makuru. Asi nzira yavakaipa yakaita sezarima havambozivi chinogumbura.