Zvakazarurwa 19:11
Zvakazarurwa 19:11 SNA2002
Ipapo ndakaona kudenga kwakazarurwa, ndikaona bhiza jena; naiye akanga agere pamusoro paro akanzi: Akatendeka noWechokwadi; anotonga nokurwa zvakarurama.