Mapisarema 61:1-2
Mapisarema 61:1-2 SNA2002
Inzwai kuchema kwangu, Mwari, Teererai munyengetero wangu. Ndichadana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana mwoyo wangu waziya; Ndiperekedzerei kudombo randisingasvikiri.