YouVersion Logo
Search Icon

Mapisarema 49:16-17

Mapisarema 49:16-17 SNA2002

Usatya hako iwe kana mumwe munhu achifumiswa, Kana pfuma yeimba yake ichiwedzerwa; Nokuti kana achifa hapana chaachaenda nacho; Mukurumbira wake haungaburuki uchimutevera.

Related Videos

Free Reading Plans and Devotionals related to Mapisarema 49:16-17