Mapisarema 34:8-10
Mapisarema 34:8-10 SNA2002
Ravirai henyu, muone kuti Jehovha wakanaka; Akakomborerwa munhu anovimba naye. Ityai Jehovha, imi vatsvene vake; Nokuti vanomutya havana chavanoshaiwa. Vana veshumba vanoshaiwa, vanofa nenzara; Asi vanotsvaka Jehovha havana chinhu chakanaka chavangashaiwa.






