Isaya 30:19
Isaya 30:19 SNA2002
Nokuti vanhu vachagara paZioni paJerusaremu; hamungazochemi, zvirokwazvo achakunzwirai tsitsi, kana achinzwa kuchema kwenyu; kana achinzwa, achakupindurai.