Isaya 30:1
Isaya 30:1 SNA2002
Zvanzi naJehovha, “Vane nhamo vana vanondimukira, vanofunga mano vasingandibvunzi, vanoita sungano zvisingabvi paMweya wangu, kuti vawedzere zvivi nezvivi;