Isaya 24:23
Isaya 24:23 SNA2002
Ipapo mwedzi uchanyadziswa, nezuva richanyara; nokuti Jehovha wehondo achabata ushe pagomo reZioni, napaJerusaremu; pamberi pavakuru vake pachava nokukudzwa.