2 Makoronike 20:21
2 Makoronike 20:21 SNA2002
Zvino akati arangana navanhu, akagadza vaifanira kuimbira Jehovha, nokumurumbidza nenguo tsvene, vakafamba pamberi pehondo, achiti, “Vongai Jehovha, nokuti nyasha dzake hadziperi.”