YouVersion Logo
Search Icon

ƲaRoma 3:23-24

ƲaRoma 3:23-24 SUB1949

nokuti ʋose ʋakatadza, ʋakasaȿika pakubginya kwaMŋari. Ʋanoŋgoruramiswa nenyasha dzake nokudzikinura kuri munaKristu Jesu

Free Reading Plans and Devotionals related to ƲaRoma 3:23-24