1
Zvakazarurwa 15:4
Shona BIBLE
SUB
“Ndianiko angarega kutya nokukudza zita renyu, Ishe? Nokuti imi moga muri mutsvene; nokuti marudzi ose achauya, achinamata pamberi penyu; nokuti kururama kwenyu kwakaratidzwa.”
Compare
Explore Zvakazarurwa 15:4
2
Zvakazarurwa 15:1
Zvino ndakaona chimwe chiratidzo kudenga, chikuru chinoshamisa, ichi: Vatumwa vanomwe vanamatambudziko manomwe okupedzisira, nokuti kutsamwa kwaMwari kwakapera nawo.
Explore Zvakazarurwa 15:1