Zvakazarurwa 15:1
Zvakazarurwa 15:1 SUB
Zvino ndakaona chimwe chiratidzo kudenga, chikuru chinoshamisa, ichi: Vatumwa vanomwe vanamatambudziko manomwe okupedzisira, nokuti kutsamwa kwaMwari kwakapera nawo.