1
Jeremiya 30:17
Shona BIBLE
SUB
Nokuti ndichakudzosera mufaro pamuviri, ndichakuporesa mavanga ako, ndizvo zvinotaura Jehovha, zvavakakutumidza zita rinonzi Murashwa, vachiti, ‘NdiZioni zvaro, hakuna munhu une hanya naro.’ ”
Compare
Explore Jeremiya 30:17
2
Jeremiya 30:19
Kuwonga nenzwi ravanofara richabudapo; ndichavawanza, havangavi vashoma, ndichavakudza varege kuva vaduku.
Explore Jeremiya 30:19
3
Jeremiya 30:22
Imi muchava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wenyu.’ ”
Explore Jeremiya 30:22