1
Jeremiya 29:11
Shona BIBLE
SUB
Nokuti ndinoziva ndangariro dzandinorangarira pamusoro penyu, ndizvo zvinotaura Jehovha, ndangariro dzorugare, dzisati dziri dzezvakaipa, kuti ndikupei mugumo une tariro.
Compare
Explore Jeremiya 29:11
2
Jeremiya 29:13
Muchanditsvaka, mukandiwana, kana muchinditsvaka nomwoyo wenyu wose.
Explore Jeremiya 29:13
3
Jeremiya 29:12
Muchadana kwandiri, muchandonyengetera kwandiri, neni ndichakunzwai.
Explore Jeremiya 29:12
4
Jeremiya 29:14
Ndichawanikwa nemi, ndizvo zvinotaura Jehovha, ndichakudzosai pakutapwa kwenyu, nokukuunganidzai kumarudzi ose, nokunzvimbo dzose kwandakanga ndakudzingirai, ndizvo zvinotaura Jehovha; ndichakudzoseraizve kunzvimbo kwandakanga ndakutapisai.
Explore Jeremiya 29:14
5
Jeremiya 29:10
Nokuti zvanzi naJehovha, “Kana makore makumi manomwe aperera Bhabhironi, ndichakushanyirai, nokukusimbisirai shoko rangu rakanaka, ndichikudzoserai kunzvimbo ino.
Explore Jeremiya 29:10