1
Jeremiya 14:22
Shona BIBLE
SUB
Varipo here pakati pavamwari vasina maturo vavahedheni vanganisa mvura? Denga ringanisa mvura here? Hamuzimi here, imi Jehovha Mwari wedu? Naizvozvo tichakumirirai, nokuti ndimi makaita zvinhu izvi zvose.”
Compare
Explore Jeremiya 14:22
2
Jeremiya 14:7
“Kunyangwe zvakaipa zvedu zvichitipupurira, imi Jehovha, batai nokuda kwezita renyu; nokuti kudzokera kwedu kuzhinji; takakutadzirai.
Explore Jeremiya 14:7
3
Jeremiya 14:20-21
Haiwa Jehovha, tinoziva zvakaipa zvedu, nokutadza kwamadzibaba edu; nokuti takakutadzirai. “Regai kutisema nokuda kwezita renyu; regai kushora chigaro chokukudzwa kwenyu; rangarirai henyu, musaputsa sungano yenyu nesu.
Explore Jeremiya 14:20-21