1
Mapisarema 126:5
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Avo vanodyara nemisodzi vachakohwa nenziyo dzomufaro.
Compare
Explore Mapisarema 126:5
2
Mapisarema 126:6
Uyo anobuda achichema, akatakura mbeu yokudyara, achadzoka nenziyo dzomufaro, akatakura zvisote.
Explore Mapisarema 126:6
3
Mapisarema 126:3
Jehovha atiitira zvinhu zvikuru, uye tazara nomufaro.
Explore Mapisarema 126:3