1
Mapisarema 125:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Vanovimba naJehovha vakafanana neGomo reZioni, risingazungunuswi asi rinogara nokusingaperi.
Compare
Explore Mapisarema 125:1
2
Mapisarema 125:2
Sokupoteredzwa kwakaitwa Jerusarema namakomo, saizvozvo Jehovha anopoteredza vanhu vake kubva zvino nokusingaperi.
Explore Mapisarema 125:2