1
Nahumi 3:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Rine nhamo guta reropa, rizere nenhema, rizere nezvakapambwa, harigari risina varinotambudza!
Compare
Explore Nahumi 3:1
2
Nahumi 3:19
Hapana chingarapa ronda rako; kukuvara kwako kuchakuuraya. Mumwe nomumwe anonzwa nezveguhu rako anorova maoko ake pakuwa kwako, nokuti ndianiko asina kunzwa utsinye hwako husina magumo?
Explore Nahumi 3:19
3
Nahumi 3:7
Vose vachakuona vachakutiza uye vachati, ‘Ninevhe raparara, ndiani acharichema?’ Ndingawana kupi munhu angakunyaradza?”
Explore Nahumi 3:7