1
Jakobho 5:16
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Naizvozvo reururai zvivi zvenyu mumwe kuno mumwe uye munyengetererane kuti mugoporeswa. Munyengetero womunhu akarurama une simba uye unoshanda.
Compare
Explore Jakobho 5:16
2
Jakobho 5:13
Kuno mumwe wenyu anotambudzika here? Ngaanyengetere. Kuno mumwe anofara here? Ngaaimbe nziyo dzokurumbidza.
Explore Jakobho 5:13
3
Jakobho 5:15
Uye munyengetero unoitwa mukutenda uchaita kuti munhu anorwara apore; Ishe achamumutsa. Kana akatadza, acharegererwa.
Explore Jakobho 5:15
4
Jakobho 5:14
Kuno mumwe wenyu anorwara here? Ngaadane vakuru vekereke kuti vazomunyengeterera uye vagomuzodza mafuta muzita raIshe.
Explore Jakobho 5:14
5
Jakobho 5:20
murangarire izvi kuti: Ani naani anodzora mutadzi kubva panzira yokudarika kwake, achamuponesa kubva parufu uye achafukidza zvivi zvizhinji.
Explore Jakobho 5:20