1
2 VaTesaronika 3:3
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Asi Ishe akatendeka, uye achakusimbisai nokukudzivirirai kubva kune akaipa.
Compare
Explore 2 VaTesaronika 3:3
2
2 VaTesaronika 3:5
Mwari ngaatungamirire mwoyo yenyu murudo rwaMwari uye nomukutsungirira kwaKristu.
Explore 2 VaTesaronika 3:5
3
2 VaTesaronika 3:6
Muzita raIshe Jesu Kristu, tinokurayirai hama, kuti mubve pahama imwe neimwe inoita zvousimbe uye isingararami maererano nedzidziso yamakagamuchira kubva kwatiri.
Explore 2 VaTesaronika 3:6
4
2 VaTesaronika 3:2
Uye munyengetere kuti tirwirwe kubva kune akaipa, nokuti havasi vose vanotenda.
Explore 2 VaTesaronika 3:2
Home
Bible
Plans
Videos