1
Jobhu 5:17-18
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Zvake munhu anotsiurwa naMwari saka usazvidze shamhu yaSamasimba. Anoruma achifuridzira, anokuvadza zvake asi maoko ake anorapa.
Compare
Explore Jobhu 5:17-18
2
Jobhu 5:8-9
Kana ndirini changu kutsvaka Mwari zvose zvinondinetsa ndozviturira kuna Mwari. Anoita zvinhu zvikuru zvisingabatiki zvinhu zvinoshamisa zvisingaverengeki.
Explore Jobhu 5:8-9
3
Jobhu 5:19
Achakununura kunhamo runosvika rutanhatu rwose kechinomwe aka hapana nyatwa inozokubatabata.
Explore Jobhu 5:19