YouVersion Logo
Search Icon

Jobhu 5:8-9

Jobhu 5:8-9 SCLB

Kana ndirini changu kutsvaka Mwari zvose zvinondinetsa ndozviturira kuna Mwari. Anoita zvinhu zvikuru zvisingabatiki zvinhu zvinoshamisa zvisingaverengeki.

Free Reading Plans and Devotionals related to Jobhu 5:8-9