1
Jobhu 28:28
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Ndipo paakati kuvanhu kutya Mwari ndihwo hungwaru kunzvenga chitadzo ndiko kunzwisisa.”
Compare
Explore Jobhu 28:28
2
Jobhu 28:12-13
“Asi ungwaru hunowanika kupi? Kunzwisisa kunogarepi? Munhu haazivi nzira yoko uye hauwanikwi munyika yavapenyu.
Explore Jobhu 28:12-13
3
Jobhu 28:20-21
“Ko zvino hungwaru hunobva kupi? Kunzwisisa, nzvimbo yako iri kupi? Yakavandika kuvapenyu vose yakahwanda kushiri dzedenga.
Explore Jobhu 28:20-21