Jobhu 28:20-21
Jobhu 28:20-21 SCLB
“Ko zvino hungwaru hunobva kupi? Kunzwisisa, nzvimbo yako iri kupi? Yakavandika kuvapenyu vose yakahwanda kushiri dzedenga.